How to say Dog in Shona

how to say dog in shona

Let’s learn how to say dog in Shona.

This video is in Shona without subtitles.
For the English version please refer to this video:
https://www.youtube.com/watch?v=tjIx2uotz7g

This video helps you to learn about animals names in Shona. Shona is a Zimbabwe language. Dog in Shona is “imbwa”
Can you repeat it?

Muchidzidzo chanhasi tiri kudzidzira nezve imbwa
Imbwa imhuka inogara pamba nevanhu. Asi yaisagara nevanhu munguva dzakare. Imbwa yaigara musango nezvipuka zvesango. Asi madzitateguru edu akakwanisa kuitora nekuiitisa mhuka yepamba.
Imbwa ishamwari yevanhu. Inofarira vanhu zvikuru isu tichiifarirawo.
Inotichengetera pamba ichidzinga vanhu vaisingazive
Nhasi tichadzidzira zvizhinji nezve imbwa
Tichadzidzira kuti imbwa inofarira kudya chikafu chakaita sei
Tichadzidzira kuti mwana wembwa anonzi chii
Tichadzidzira zve hama yembwa inogara musango

Kana wapedza kuona video iyi davira mubvunzo uyu:

Imbwa inoona mavara api?


How to say Dog in Shona | Dog fun facts in Shona


Do you enjoy our Shona language posts?

Then you will love these posts on our Shona language page.

%d bloggers like this: